HILLZY


Muroora Lyrics

[Intro]
Ndiye muroora
Pamwe ndiye muroora

[Bridge]
I think that she's the one
I really wanna be with her
I pray that she's the one
Imma try to love one last time...

[Chorus]
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora

[Refrain]
Baby gimme the green light
Coz baby tonight is the last night im the City
And i want you to be mine...

[Verse 1]
Hands down usabhaizwe wakakora
Already told you should know your worth wakakosha
I run Harare though im based in the diaspora
Usazosare uchinyengwa nemamwe magora
You're dealing with the best in Africa
Havandidheerere vese ndovawachisa
Tell me more about yourself
Girl i only got your name
Are you here wit your friends - girl i really wanna chill cuz
I wanna leave the city knowing you are mine
Usatya ndichadzoka ndiwe murora wamai
I wanna leave the country knowing you are mine
Usatya ndichadzika ndiwe murora wamai

[Bridge]
I think that she's the one
I really wanna be with her
I pray that she's the one
Imma try to love one last time...

[Chorus]
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora

[Refrain]
Baby gimme the green light
Coz baby tonight is the last night im the City
And i want you to be mine...

[Verse 2]
Anetsika anotyora muzura
ISimbi yamudhara haana ngura
Kana kutsime anotochera mvura
ITsvarakadenga anopenya sezuva
Akanaka asina kana nekupoda
Ndikanzi gara naye ini hongu ndoda
Baba vake vakabvuma ini ndomutora
Amai vakabvuma ndomuroora
I wanna leave the city knowing you are mine
Usatya ndichadzoka ndiwe murora wamai
I wanna leave the country knowing you are mine
Usatya ndichadzika ndiwe murora wamai
I really wanna be with her

[Bridge]
I think that she's the one
I really wanna be with her
I pray that she's the one
Imma try to love one last time...

[Chorus]
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora
Pamwe ndiye muroora, Pamwe ndiye muroora

Watch Hillzy Muroora video
Hottest Lyrics with Videos
504b1e22c45a54241e5e015a827e872f

check amazon for Muroora mp3 download
these lyrics are submitted by itunes3
browse other artists under H:H2H3H4H5
Songwriter(s): Hillzy
Record Label(s): 2017 Hilary Chipunza
Official lyrics by

Rate Muroora by Hillzy (current rating: 7.14)
12345678910
Meaning to "Muroora" song lyrics
captcha
Characters count : / 50